Genesi 3:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mwari Tenzi akati, “Chionaika, munhu afanana nesu, ava kuziva zvakanaka nezvakaipa. Zvino angadaro akatanha michero yomuti woupenyu akadya akararama nokusingaperi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Ɀino Jehova Mŋari akati: Tarirai, munhu waʋa somumŋe weɗu ɀaanoziʋa ɀakanaka neɀakaipa; ɀino ɀimŋe uŋgatambanudza ruʋoko rwake akatora ʋo ɀomuti woʋupenyu, akadya, akararama nokusiŋgaperi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Zvino Jehovha Mwari akati, “Tarirai, munhu ava somumwe wedu zvaanoziva zvakanaka nezvakaipa; zvino zvimwe angatambanudza ruoko rwake akatorawo zvomuti woupenyu, akadya, akararama nokusingaperi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mwari Tenzi akati, “Chionaika, munhu afanana nesu, ava kuziva zvakanaka nezvakaipa. Zvino angadaro akatanha michero yomuti woupenyu akadya akararama nokusingaperi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mwari Tenzi akati, “Chionaika, munhu afanana nesu, ava kuziva zvakanaka nezvakaipa. Zvino angadaro akatanha michero yomuti woupenyu akadya akararama nokusingaperi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Uye Jehovha Mwari akati, “Munhu ava somumwe wedu, anoziva zvakanaka nezvakaipa. Haafaniri kutenderwa kutambanudza ruoko rwake kuti atorewo zvinobva pamuti woupenyu uye kuti azvidye, akazorarama nokusingaperi.” See the chapter |