Genesi 2:25 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Izvozvi murume nomukadzi wake vose vari vaviri vakanga vasina kusimira asi vakanga vasinganyarani. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)25 Ʋose ʋari ʋaʋiri ʋakaŋga ʋasina‐kusimira, munhu nomukadzi wake, asi haʋana‐kunyara. See the chapterShona Bible 1949 revised 200225 Vose vari vaviri vakanga vasina kusimira, munhu nomukadzi wake, asi havana kunyara. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika25 Izvozvi murume nomukadzi wake vose vari vaviri vakanga vasina kusimira asi vakanga vasinganyarani. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona25 Izvozvi murume nomukadzi wake vose vari vaviri vakanga vasina kusimira asi vakanga vasinganyarani. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi25 Murume nomukadzi wake vakanga vasina kusimira vose, uye havana kutongonyara. See the chapter |