Genesi 2:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Naizvozvo murume achasiya baba vake naamai vake achiva chiname nomukadzi wake, vaviri ava vachiva nyama imwechete. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Naiɀoɀo munhu unofanira kusiya ɓaɓa ʋake namai ʋake, anamatire mukadzi wake, ʋaʋe nyama imŋe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Naizvozvo munhu anofanira kusiya baba vake namai vake, anamatire mukadzi wake, vave nyama imwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Naizvozvo murume achasiya baba vake naamai vake achiva chiname nomukadzi wake, vaviri ava vachiva nyama imwechete. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Naizvozvo murume achasiya baba vake naamai vake achiva chiname nomukadzi wake, vaviri ava vachiva nyama imwechete. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Nokuda kwechikonzero ichi, murume achasiya baba namai vake agonamatira kumukadzi wake, uye vachava nyama imwe. See the chapter |