Genesi 2:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mwari Tenzi akatora mbabvu iya ndokuumba munhukadzi ndokumupereka kuna Adhamu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Norumbabvu urwo Jehova Mŋari rwaakatora pamunhu, akaita mukadzi narwo, akamuisa kumunhu. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Norumbabvu urwo Jehovha Mwari rwaakatora pamunhu, akaita mukadzi narwo, akamuisa kumunhu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Mwari Tenzi akatora mbabvu iya ndokuumba munhukadzi ndokumupereka kuna Adhamu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Mwari Tenzi akatora mbabvu iya ndokuumba munhukadzi ndokumupereka kuna Adhamu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Ipapo Jehovha Mwari akaita mukadzi kubva parumbabvu rwaakanga abvisa pamunhu, uye akamuuyisa kumurume. See the chapter |