Genesi 2:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mwari Tenzi akaudza munhu kuti, “Idya zvako michero yemiti yose iri mubindu umu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Jehova Mŋari akaraira munhu, aciti: Uŋgadya hako miti yose yomunda; See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Jehovha Mwari akaraira munhu achiti, “Ungadya hako miti yose yomunda, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mwari Tenzi akaudza munhu kuti, “Idya zvako michero yemiti yose iri mubindu umu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Mwari Tenzi akaudza munhu kuti, “Idya zvako michero yemiti yose iri mubindu umu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Uye Jehovha Mwari akarayira munhu achiti, “Wakasununguka kuti udye zvinobva pamuti upi zvawo uri mubindu; See the chapter |