Genesi 18:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Akatora mukaka wakakora nomumbishi nenyama yechimhuru chiya chaakanga agadzirira akavaperekera, ndokumira panyasi pavo pasi pomuti, ivo vachidya zvavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Akatora mukaka wakafa, nomukaka, nemhuru yaakaŋga agadzira, akaɀiisa pamberi paʋo; akamira naʋo munyasi momuti, ʋakadya. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Akatora mukaka wakafa, nomukaka, nemhuru yaakanga agadzira, akazviisa pamberi pavo; akamira navo munyasi momuti, vakadya. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Akatora mukaka wakakora nomumbishi nenyama yechimhuru chiya chaakanga agadzirira akavaperekera, ndokumira panyasi pavo pasi pomuti, ivo vachidya zvavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Akatora mukaka wakakora nomumbishi nenyama yechimhuru chiya chaakanga agadzirira akavaperekera, ndokumira panyasi pavo pasi pomuti, ivo vachidya zvavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Ipapo akauyisa ruomba nomukaka uye nemhuru yakanga yagadzirwa, akazvigadzika pamberi pavo. Pavakanga vachidya, akamira pedyo navo pasi pomuti. See the chapter |