Genesi 18:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Abhurahamu akamhanyira kuna Sara mutendhe akati, “Kurumidza kutora zviero mwero mitatu yakaenzana youpfu hwekoroni hwakatsetseka hunokwana bhagidhi uhukanye ubike chingwa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 Abrahama akakurumidza kupinda mutente kunaSara, akati: Kurumidza ugadzire ɀiyero ɀitatu ɀoʋupfu bgakatsetseka, ukanye, uɓike ɀiŋgwa ɀiɗuku. See the chapterShona Bible 1949 revised 20026 Abhurahamu akakurumidza kupinda mutende kuna Sara, akati, “Kurumidza ugadzire zviyero zvitatu zvoupfu hwakatsetseka, ukanye, ubike zvingwa zviduku.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Abhurahamu akamhanyira kuna Sara mutendhe akati, “Kurumidza kutora zviero mwero mitatu yakaenzana youpfu hwekoroni hwakatsetseka hunokwana bhagidhi uhukanye ubike chingwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona6 Abhurahamu akamhanyira kuna Sara mutendhe akati, “Kurumidza kutora zviero mwero mitatu yakaenzana youpfu hwekoroni hwakatsetseka hunokwana bhagidhi uhukanye ubike chingwa.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Saka Abhurahama akakurumidza kuenda kutende kuna Sara. Akati kwaari, “Kurumidza, tora zviero zvitatu zvoupfu hwakatsetseka uhukanye ugobika chingwa.” See the chapter |