Online Bible

- Advertisements -

Genesi 18:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 ini ndichikutorerai chingwa kuti mudye mudzore mwoyo mozoti mosimudzira zvenyu rwendo rwenyu nokuti ndokusaka wani mauya nokuno kune muranda wenyu.” Ivo vakati, “Ita zvako sezvawataura.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

5 ini nditore cimeɗu ceciŋgwa, musimbise mŋoyo yenyu; mugozopfuʋura henyu, nokuti ndiɀo ɀamaʋuyira kumuranda wenyu. Iʋo ʋakati: Ita hako seɀawataura.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

5 ini nditore chimedu chechingwa, musimbise mwoyo yenyu; mugozopfuura henyu, nokuti ndizvo zvamauyira kumuranda wenyu.” Ivo vakati, “Ita hako sezvawataura.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

5 ini ndichikutorerai chingwa kuti mudye mudzore mwoyo mozoti mosimudzira zvenyu rwendo rwenyu nokuti ndokusaka wani mauya nokuno kune muranda wenyu.” Ivo vakati, “Ita zvako sezvawataura.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

5 ini ndichikutorerai chingwa kuti mudye mudzore mwoyo mozoti mosimudzira zvenyu rwendo rwenyu nokuti ndokusaka wani mauya nokuno kune muranda wenyu.” Ivo vakati, “Ita zvako sezvawataura.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

5 Regai ndikutorerei zvokudya kuti mudye, kuitira kuti musimbiswe ipapo mugoenderera henyu mberi norwendo rwenyu, sezvo zvino masvika pamuranda wenyu.” Vakapindura vakati, “Zvakanaka, ita hako sezvawareva.”

See the chapter Copy

Genesi 18:5

Follow us:

Advertisements

Advertisements