Genesi 18:33 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Tenzi paakapedza kutaura naAbhurahamu akabva aenda zvake, Abhurahamu ndokudzokerawo zvake kwake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)33 Ipapo Jehova akabva, apedza kutaura naAbrahama; naAbrahama wakadzokera kumba kwake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200233 Ipapo Jehovha akabva, apedza kutaura naAbhurahamu; naAbhurahamu akadzokera kumba kwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika33 Tenzi paakapedza kutaura naAbhurahamu akabva aenda zvake, Abhurahamu ndokudzokerawo zvake kwake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona33 Tenzi paakapedza kutaura naAbhurahamu akabva aenda zvake, Abhurahamu ndokudzokerawo zvake kwake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi33 Jehovha akati apedza kutaura naAbhurahama, akabva, uye Abhurahama akadzoka kumba kwake. See the chapter |