Genesi 18:32 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Abhurahamu akati, “Regai zvenyu kunditsamwira Tenzi wangu kana ndikataurazve kamwechete koga. Zvimwe muchawanikwa muine gumi rimwechete ravanhu.” Mwari akati, “Handingariparadze nokuda kwegumi iroro.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)32 Akati: Jehova ŋgaarege hake kunditsamŋira, kana ndikataura ɀe kamŋe cete; ɀimŋe ʋanegumi rimŋe cete ʋangawanikwa’mo. Akati: Handiŋgariparadzi nokuɗa kwaiʋaʋo ʋanegumi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200232 Akati, “Jehovha ndikataurazve kamwe chete; zvimwe vane gumi rimwe chete vangawanikwamo.” Akati, “Handingariparadzi nokuda kwaivavo vane gumi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika32 Abhurahamu akati, “Regai zvenyu kunditsamwira Tenzi wangu kana ndikataurazve kamwechete koga. Zvimwe muchawanikwa muine gumi rimwechete ravanhu.” Mwari akati, “Handingariparadze nokuda kwegumi iroro.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona32 Abhurahamu akati, “Regai zvenyu kunditsamwira Tenzi wangu kana ndikataurazve kamwechete koga. Zvimwe muchawanikwa muine gumi rimwechete ravanhu.” Mwari akati, “Handingariparadze nokuda kwegumi iroro.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi32 Ipapo akati, “Ishe ngaarege kunditsamwira, asi regai hangu nditaurezve kamwe chete. Ko, kana gumi chete vakawanikwamo?” Iye akapindura akati, “Nokuda kwaivavo gumi, handingariparadzi.” See the chapter |