Online Bible

- Advertisements -

Genesi 18:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Abhurahamu akati, “Tenzi wangu, ndava kungoramba ndichikunyaudzai. Zvimwe muchawanikwa muine makumi maviri avakarurama.” Mwari akati, “Handingariparadze nokuda kwamakumi maviri iwayo.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

31 Akati: Tarirai, ndatsuŋga kutaura naJehova; ɀimŋe ʋanamakumi maʋiri ʋacawanikwa’mo. Akati: Handiŋgariparadzi nokuɗa kwamakumi maʋiri.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

31 Akati, “Tarirai, ndatsunga kutaura naJehovha, zvimwe vana makumi maviri vachawanikwamo.” Akati, “Handingariparadzi nokuda kwamakumi maviri.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

31 Abhurahamu akati, “Tenzi wangu, ndava kungoramba ndichikunyaudzai. Zvimwe muchawanikwa muine makumi maviri avakarurama.” Mwari akati, “Handingariparadze nokuda kwamakumi maviri iwayo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

31 Abhurahamu akati, “Tenzi wangu, ndava kungoramba ndichikunyaudzai. Zvimwe muchawanikwa muine makumi maviri avakarurama.” Mwari akati, “Handingariparadze nokuda kwamakumi maviri iwayo.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

31 Abhurahama akati, “Zvino zvandatsunga hangu kudai kuti nditaure kuna Ishe, ko, kana makumi maviri akawanikwamo?” Iye akati, “Nokuda kwamakumi maviri iwayo, handingariparadzi.”

See the chapter Copy

Genesi 18:31

Follow us:

Advertisements

Advertisements