Online Bible

- Advertisements -

Genesi 18:30 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Abhurahamu akati, “Tenzi wangu, regai zvenyu kunditsamwira kana ndikataurazve. Zvimwe muchawanikwa muine makumi matatu?” Mwari akati, “Handingazviite kana ndikawana muine makumi matatu iwayo.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

30 Akati: Jehova ŋgaarege hake kunditsamŋira, kana ndikataura ɀe: Ɀimŋe ʋanamakumi matatu ʋacawanikwa’mo. Akati: Handiŋgaɀiiti, kana ndikawana makumi matatu.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

30 Akati, “Jehovha ngaarege hake kunditsamwira, kana ndikataurazve. Zvimwe vana makumi matatu vachawanikwamo.” Akati, “Handingazviiti, kana ndikawana makumi matatu.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

30 Abhurahamu akati, “Tenzi wangu, regai zvenyu kunditsamwira kana ndikataurazve. Zvimwe muchawanikwa muine makumi matatu?” Mwari akati, “Handingazviite kana ndikawana muine makumi matatu iwayo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

30 Abhurahamu akati, “Tenzi wangu, regai zvenyu kunditsamwira kana ndikataurazve. Zvimwe muchawanikwa muine makumi matatu?” Mwari akati, “Handingazviite kana ndikawana muine makumi matatu iwayo.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

30 Ipapo akati, “Ishe ngaarege kunditsamwira, asi regai nditaure hangu. Ko, kana makumi matatu chete vakawanikwamo?” Iye akapindura akati, “Handingaiti izvozvo kana ndikawana makumi matatu chete.”

See the chapter Copy

Genesi 18:30

Follow us:

Advertisements

Advertisements