Online Bible

- Advertisements -

Genesi 18:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Abhurahamu akataurazve achiti, “Zvimwe muchawanikwa muine makumi mana.” Mwari akati, “Handingazviite nokuda kwamakumi mana iwayo.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 Akataura ɀe naye, akati: Ɀimŋe kucawanikwa’mo makumi manna. Akati: Handiŋgaɀiiti nokuɗa kwamakumi manna.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

29 Akataurazve naye akati, “Zvimwe kuchawanikwamo makumi mana.” Akati, “Handingazviiti nokuda kwamakumi mana.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 Abhurahamu akataurazve achiti, “Zvimwe muchawanikwa muine makumi mana.” Mwari akati, “Handingazviite nokuda kwamakumi mana iwayo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 Abhurahamu akataurazve achiti, “Zvimwe muchawanikwa muine makumi mana.” Mwari akati, “Handingazviite nokuda kwamakumi mana iwayo.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Zvakarezve akataura kwaari akati, “Ko, kana kukawanikwa makumi mana chete?” Iye akati, “Nokuda kwamakumi mana iwayo, handingaiti izvozvo.”

See the chapter Copy

Genesi 18:29

Follow us:

Advertisements

Advertisements