Genesi 18:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Abhurahamu akati, “Kunyange zvangu ndiri guruva nedota, ndatsunga kutaura kwamuri Tenzi wangu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Abrahama akapindura, akati: Tarirai ɀino, ndatsuŋga kutaura naJehova, ini guruʋa neɗota haŋgu; See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Abhurahamu akapindura akati, “Tarirai zvino, ndatsunga kutaura naJehovha, ini guruva nedota hangu; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Abhurahamu akati, “Kunyange zvangu ndiri guruva nedota, ndatsunga kutaura kwamuri Tenzi wangu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Abhurahamu akati, “Kunyange zvangu ndiri guruva nedota, ndatsunga kutaura kwamuri Tenzi wangu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Ipapo Abhurahama akataurazve akati, “Zvino zvandatanga kudai kuti nditaure kuna Ishe, kunyange hazvo ndisiri chinhu asi guruva namadota, See the chapter |