Genesi 18:26 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Tenzi akati, “Kana ndikawana muSodhomu muine vanhu vakarurama vanokwana makumi mashanu ndichanzwira tsitsi guta rose pamusana pavakarurama ivavo.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)26 Ipapo Jehova akati: Kana ndikawana muSodoma ʋakarurama ʋanamakumi mashanu mukati meguta, ndicanzwira nɀimbo yose tsitsi nokuɗa kwaʋo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200226 Ipapo Jehovha akati, “Kana ndikawana muSodhomu vakarurama vana makumi mashanu mukati meguta, ndichanzwira nzvimbo yose tsitsi nokuda kwavo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika26 Tenzi akati, “Kana ndikawana muSodhomu muine vanhu vakarurama vanokwana makumi mashanu ndichanzwira tsitsi guta rose pamusana pavakarurama ivavo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona26 Tenzi akati, “Kana ndikawana muSodhomu muine vanhu vakarurama vanokwana makumi mashanu ndichanzwira tsitsi guta rose pamusana pavakarurama ivavo.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi26 Jehovha akati, “Kana ndikawana vanhu vakarurama makumi mashanu vari muguta reSodhomu, ndichaponesa nzvimbo yose nokuda kwavo.” See the chapter |