Online Bible

- Advertisements -

Genesi 18:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Varume vaye vakabva ipapo, vakananga kuSodhomu. Abhurahamu akasara amire pana Tenzi.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

22 Ɀino ʋaya ʋarume ʋakabva, ʋakaenda Sodoma; asi Abrahama wakaramba amire pamberi paJehova.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

22 Zvino vaya varume vakabva, vakaenda Sodhomu; asi Abhurahamu akaramba amire pamberi paJehovha.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

22 Varume vaye vakabva ipapo, vakananga kuSodhomu. Abhurahamu akasara amire pana Tenzi.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

22 Varume vaye vakabva ipapo, vakananga kuSodhomu. Abhurahamu akasara amire pana Tenzi.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

22 Vanhu vaya vakabvapo uye vakaenda vakananga kuSodhomu, asi Abhurahama akaramba amire pamberi paJehovha.

See the chapter Copy

Genesi 18:22

Follow us:

Advertisements

Advertisements