Genesi 18:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Tenzi akati, “Ko ndichavanzira Abhurahamu zvandava kuda kuita here, See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ɀino Jehova akati: Ndicaʋanzira Abrahama ɀandinoita here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200217 Zvino Jehovha akati, “Ndichavanzira Abhurahamu zvandinoita here? See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Tenzi akati, “Ko ndichavanzira Abhurahamu zvandava kuda kuita here, See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona17 Tenzi akati, “Ko ndichavanzira Abhurahamu zvandava kuda kuita here, See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ipapo Jehovha akati, “Ko, ndichavanzira Abhurahama zvandiri kuda kuita here. See the chapter |