Genesi 18:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Asi Sara akaramba akati, “Handina kuseka ini,” nokuti akanga ava kutya. Mwari akati, “Aiwa, waseka iwe.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Asi Sara wakaramba, aciti: Handina‐kuseka; nokuti wakaŋga acitya. Iye akati: Kwete, waseka hako. See the chapterShona Bible 1949 revised 200215 Asi Sara akaramba achiti, “Handina kuseka,” nokuti akanga achitya. Iye akati, “Kwete waseka hako.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Asi Sara akaramba akati, “Handina kuseka ini,” nokuti akanga ava kutya. Mwari akati, “Aiwa, waseka iwe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona15 Asi Sara akaramba akati, “Handina kuseka ini,” nokuti akanga ava kutya. Mwari akati, “Aiwa, waseka iwe.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Sara akatya, saka akareva nhema akati, “Handina kuseka.” Asi iye akati, “Hongu, waseka.” See the chapter |