Genesi 18:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Tenzi akabvunza Abhurahamu achiti, “Ko seiko Sara aseka, achiti, ‘Ini pangu pano ndachembera kudai ndingaberekewo mwana here?’ See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Jehova akati kunaAbrahama: Sara wasekereiko, aciti: Ko ini mucembere ndicaɓereka mŋana ɀirokwaɀo here? See the chapterShona Bible 1949 revised 200213 Jehovha akati kuna Abhurahamu, “Sara wasekereiko, achiti, ‘Ko ini muchembere ndichabereka mwana zvirokwazvo here?’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Tenzi akabvunza Abhurahamu achiti, “Ko seiko Sara aseka, achiti, ‘Ini pangu pano ndachembera kudai ndingaberekewo mwana here?’ See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona13 Tenzi akabvunza Abhurahamu achiti, “Ko seiko Sara aseka, achiti, ‘Ini pangu pano ndachembera kudai ndingaberekewo mwana here?’ See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo Jehovha akati kuna Abhurahama, “Seiko Sara aseka achiti, ‘Ndichava nomwana zvechokwadi here, sezvo zvino ndakwegura?’ See the chapter |