Genesi 17:22 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kuzoti Mwari apedza kutaura naye, Mwari akabva paiva naAbhurahamu oenda zvake kudenga. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)22 Akapedza kutaura naye, Mŋari akakwira acibva kunaAbrahama. See the chapterShona Bible 1949 revised 200222 Akapedza kutaura naye, Mwari akakwira achibva kuna Abhurahamu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika22 Kuzoti Mwari apedza kutaura naye, Mwari akabva paiva naAbhurahamu oenda zvake kudenga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona22 Kuzoti Mwari apedza kutaura naye, Mwari akabva paiva naAbhurahamu oenda zvake kudenga. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi22 Akati apedza kutaura naAbhurahama, Mwari akakwira kumusoro achibva paari. See the chapter |