Genesi 16:8 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mutumwa akati, “Nhai Hagari, muranda waSarai, uri kubva kupiko? Ko uri kuenda kupi?” Hagari akati, “Ndiri kutiza tenzikadzi wangu, Sarai.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)8 Akati: Nhandi Hagari, murandakadzi waSarai, wabvepiko? Unoendepiko — Iye akati: Ndinotiza ʋatenzi ʋaŋgu Sarai. See the chapterShona Bible 1949 revised 20028 Akati, “Nhai Hagari, murandakadzi waSarai, wabvepiko? Unoendepiko?” Iye akati, “Ndinotiza vatenzi vangu Sarai.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika8 Mutumwa akati, “Nhai Hagari, muranda waSarai, uri kubva kupiko? Ko uri kuenda kupi?” Hagari akati, “Ndiri kutiza tenzikadzi wangu, Sarai.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona8 Mutumwa akati, “Nhai Hagari, muranda waSarai, uri kubva kupiko? Ko uri kuenda kupi?” Hagari akati, “Ndiri kutiza tenzikadzi wangu, Sarai.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi8 Uye akati, “Hagari, murandakadzi waSarai, wabvepiko, uye uri kuendepiko?” Iye akati, “Ndiri kutiza kubva kuna tenzikadzi wangu Sarai.” See the chapter |