Genesi 16:5 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Sarai akanyunyutira Abhuramu vachiti, “Kutadzirwa kwose kwandiri kuitwa imhosva yako. Ndakakupa muranda wangu kuti ave murongo wako. Zvino zvaaona kuti ava napamuviri ava kundishora. Panyaya yangu iyoyi newe, Tenzi ngaakuone.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)5 Ipapo Sarai akati kunaAbrama: Kukaŋganiswa kwaŋgu ŋgakuʋe pamsoro pako; ndini ndakapa murandakadzi waŋgu pacifuʋa cako; ɀino iye wakati oʋona kuti waʋa nemimba, akandishoʋora; Jehova ŋgaatoŋge pakati paŋgu newe. See the chapterShona Bible 1949 revised 20025 Ipapo Sarai akati kuna Abhuramu, “Kukanganiswa kwangu ngakuve pamusoro pako; ndini ndakapa murandakadzi wangu pachipfuva chako, zvino iye wakati aona kuti wava nemimba, akandishora; Jehovha ngaatonge pakati pangu newe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika5 Sarai akanyunyutira Abhuramu vachiti, “Kutadzirwa kwose kwandiri kuitwa imhosva yako. Ndakakupa muranda wangu kuti ave murongo wako. Zvino zvaaona kuti ava napamuviri ava kundishora. Panyaya yangu iyoyi newe, Tenzi ngaakuone.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona5 Sarai akanyunyutira Abhuramu vachiti, “Kutadzirwa kwose kwandiri kuitwa imhosva yako. Ndakakupa muranda wangu kuti ave murongo wako. Zvino zvaaona kuti ava napamuviri ava kundishora. Panyaya yangu iyoyi newe, Tenzi ngaakuone.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi5 Ipapo Sarai akati kuna Abhurama, “Ndiwe waita kuti nditambudzike. Ndakaisa murandakadzi wangu mumaoko ako, uye zvino zvaava kuziva kuti ava napamuviri, ava kundizvidza. Mwari ngaatonge pakati pangu newe.” See the chapter |