Genesi 16:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Saka Abhuramu apedza makore gumi ari munyika yeKanani, Sarai mudzimai waAbhuramu akatora Hagari muranda wake wechiIjipiti akamupa kuna Abhuramu kuti ave mukadzi wake. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino Sarai, mukadzi waAbrama, wakatora Hagari, muEgipita, murandakadzi wake, — Abrama ɀino wakaŋga agara makore anegumi panyika yeKanani, — akamupa Abrama, murume wake, kuti aʋe mukadzi wake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvino Sarai mukadzi waAbhuramu, wakatora Hagari muIjipiti, murandakadzi wake; Abhuramu zvino wakanga agara makore ane gumi panyika yeKenani akamupa Abhuramu, murume wake, kuti ave mukadzi wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Saka Abhuramu apedza makore gumi ari munyika yeKanani, Sarai mudzimai waAbhuramu akatora Hagari muranda wake wechiIjipiti akamupa kuna Abhuramu kuti ave mukadzi wake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Saka Abhuramu apedza makore gumi ari munyika yeKanani, Sarai mudzimai waAbhuramu akatora Hagari muranda wake wechiIjipiti akamupa kuna Abhuramu kuti ave mukadzi wake. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Saka shure kwokugara kwaAbhurama kwamakore gumi muKenani, Sarai mukadzi wake akatora Hagari murandakadzi wake wechiIjipita akamupa kumurume wake kuti ave mukadzi wake. See the chapter |