Genesi 15:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mwari akati, “Chitora tsiru remombe rina makore matatu nenhunzvi yembudzi ina makore matatu nehondohwe ine makore matatu nenjiva nenyana rehangaiwa.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Akati kwaari: Nditorere tsiru rinamakore matatu, neshece yembudzi inamakore matatu, negondobge rinamakore matatu, nenjiʋa, nomŋana wenjiʋa. See the chapterShona Bible 1949 revised 20029 Akati kwaari, “Nditorere tsiru rina makore matatu, nesheche yembudzi ina makore matatu, nehondohwe rina makore matatu, nenjiva, namwana wenjiva.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Mwari akati, “Chitora tsiru remombe rina makore matatu nenhunzvi yembudzi ina makore matatu nehondohwe ine makore matatu nenjiva nenyana rehangaiwa.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona9 Mwari akati, “Chitora tsiru remombe rina makore matatu nenhunzvi yembudzi ina makore matatu nehondohwe ine makore matatu nenjiva nenyana rehangaiwa.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Saka Jehovha akati kwaari, “Ndivigire tsiru, mbudzi negondobwe, chimwe nechimwe chazvo china makore matatu pamwe chete nenjiva uye nehangaiwa.” See the chapter |