Genesi 10:4 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Javhani akabereka vanakomana vake vanoti: Erisha naTarishishi naKitimu naDhodhanimu. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ʋanakomana ʋaJavani ndiʋo: Erisha, naTarshisi, naKitimi, naDodanimi. See the chapterShona Bible 1949 revised 20024 Vanakomana vaJavhani ndivo: Erisha, naTashisi, naKitimi, naDhodhanimu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Javhani akabereka vanakomana vake vanoti: Erisha naTarishishi naKitimu naDhodhanimu. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona4 Javhani akabereka vanakomana vake vanoti: Erisha naTarishishi naKitimu naDhodhanimu. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Vanakomana vaJavhani vanoti: Erisha, Tashishi, Kitimi naRodhanimi. See the chapter |