Eksodo 9:34 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Asi Farao paakaona kuti mvura nechivhuramahwe zvakasa uye kutinhira kwemheni kwanyarara, akaita chitadzo zvakare iye namachinda ake vakaramba vakaomesa mwoyo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Ɀino Farao wakati aʋona kuti mvura necimvuramabge nokutinhira ɀanyarara, akawedzera kutadza, akawomesa mŋoyo wake, iye naʋaranda ʋake. See the chapterShona Bible 1949 revised 200234 Zvino Farao akati aona kuti mvura nechimvuramabwe nokutinhira zvanyarara, akawedzera kutadza, akaomesa mwoyo wake, iye navaranda vake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Asi Farao paakaona kuti mvura nechivhuramahwe zvakasa uye kutinhira kwemheni kwanyarara, akaita chitadzo zvakare iye namachinda ake vakaramba vakaomesa mwoyo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona34 Asi Farao paakaona kuti mvura nechivhuramahwe zvakasa uye kutinhira kwemheni kwanyarara, akaita chitadzo zvakare iye namachinda ake vakaramba vakaomesa mwoyo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Faro akati aona kuti mvura nechimvuramabwe uye nokutinhira zvapera, akatadzazve: Iye namachinda ake vakaomesa mwoyo yavo. See the chapter |