Eksodo 9:31 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Minda yebhari yakanga yatumbuka, nemindawo yekamuti kanosvuurwa shinda yefurakisi yakanga yava namaruva, zvose zvakaparadzwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)31 Miti yorucinda nebari ɀikarobga, nokuti bari yakaŋga yatumbuka, nemiti yorucinda yakaŋga yaʋa namaruʋa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200231 Miti yoruchinda nebhari zvikarohwa, nokuti bhari yakanga yatumbuka, nemiti yoruchinda yakanga yava namaruva. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika31 Minda yebhari yakanga yatumbuka, nemindawo yekamuti kanosvuurwa shinda yefurakisi yakanga yava namaruva, zvose zvakaparadzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona31 Minda yebhari yakanga yatumbuka, nemindawo yekamuti kanosvuurwa shinda yefurakisi yakanga yava namaruva, zvose zvakaparadzwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi31 (Miti yeshinda nebhari zvakanga zvaparadzwa, sezvo bhari rakanga rava nehura uye miti yava namaruva. See the chapter |