Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 9:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Saka zvino tuma vanhu vakokorodze zvipfuwo zvako, vaunganidzewo zvinhu zvako zvose zviri kunze. Vanhu vose nezvipfuwo zvose zvichazenge zviri kunze, zvisina kuiswa mudzimba, zvicharohwa nechimvuramahwe zvikafa.’ ”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 Naiɀoɀo ɀino tuma ʋanhu, uʋuŋganidze ɀipfuwo ɀako neɀose ɀaunaɀo kusaŋgo, nokuti ʋanhu ʋose neɀipfuwo ɀose ɀinowanikwa kusaŋgo, ɀisina‐kuiswa mudzimba, ɀicarobga necimvuramabge ɀikafa.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

19 Naizvozvo zvino tuma vanhu, uunganidze zvipfuwo zvako nezvose zvaunazvo kusango, nokuti vanhu vose nezvipfuwo zvose zvinowanikwa kusango, zvisina kuiswa mudzimba, zvicharohwa nechimvuramabwe zvikafa.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Saka zvino tuma vanhu vakokorodze zvipfuwo zvako, vaunganidzewo zvinhu zvako zvose zviri kunze. Vanhu vose nezvipfuwo zvose zvichazenge zviri kunze, zvisina kuiswa mudzimba, zvicharohwa nechimvuramahwe zvikafa.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Saka zvino tuma vanhu vakokorodze zvipfuwo zvako, vaunganidzewo zvinhu zvako zvose zviri kunze. Vanhu vose nezvipfuwo zvose zvichazenge zviri kunze, zvisina kuiswa mudzimba, zvicharohwa nechimvuramahwe zvikafa.’ ”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Chirayira izvozvi kuti zvipfuwo zvako nezvose zviri musango zvipinde mumatanga, nokuti chimvuramabwe chichawira pamusoro pomunhu wose napamusoro pezvipfuwo zvisina kupfigirwa zvichiri musango, uye zvichafa.’ ”

See the chapter Copy

Eksodo 9:19

Follow us:

Advertisements

Advertisements