Eksodo 8:24 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Tenzi akaita izvozvo. Nhunzi dzakazaridzana mumba maFarao nomudzimba dzamachinda ake nomunyika yose yeIjipiti. Nyika yose ikasemesa namapute enhunzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)24 Ɀino Jehova akaita saiɀoɀo, mapute makuru‐kuru enhunzi akapinda mumba maFarao, nomudzimba dzaʋaranda ʋake, nomunyika yose yeEgipita; nyika ikaʋodzwa namapute enhunzi. See the chapterShona Bible 1949 revised 200224 Zvino Jehovha akaita saizvozvo, mapute makuru-kuru enhunzi akapinda mumba maFarao, nomudzimba dzavaranda vake, nomunyika yose yeIjipiti; nyika ikaodzwa namapute enhunzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika24 Tenzi akaita izvozvo. Nhunzi dzakazaridzana mumba maFarao nomudzimba dzamachinda ake nomunyika yose yeIjipiti. Nyika yose ikasemesa namapute enhunzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona24 Tenzi akaita izvozvo. Nhunzi dzakazaridzana mumba maFarao nomudzimba dzamachinda ake nomunyika yose yeIjipiti. Nyika yose ikasemesa namapute enhunzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi24 Uye Jehovha akaita izvozvo. Mabute enhunzi akapinda mumuzinda maFaro uye nomudzimba dzamachinda ake, uye muIjipiti yose, nyika yakaparadzwa namabute enhunzi. See the chapter |