Eksodo 8:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mosesi naAroni vakabva pana Farao paya. Mosesi akachema kuna Tenzi sokubvumirana kwaakanga aita naFarao achimukumbira kuti abvise matafi aakanga aunza kuna Farao. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)12 Mosesi naAroni ʋakaɓuɗa munaFarao, Mosesi akaɗana kunaJehova nokuɗa kwamataca aakaŋga atuma kunaFarao. See the chapterShona Bible 1949 revised 200212 Mosesi naAroni vakabuda muna Farao, Mosesi akadana kuna Jehovha nokuda kwamatatya aakanga atuma kuna Farao. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika12 Mosesi naAroni vakabva pana Farao paya. Mosesi akachema kuna Tenzi sokubvumirana kwaakanga aita naFarao achimukumbira kuti abvise matafi aakanga aunza kuna Farao. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona12 Mosesi naAroni vakabva pana Farao paya. Mosesi akachema kuna Tenzi sokubvumirana kwaakanga aita naFarao achimukumbira kuti abvise matafi aakanga aunza kuna Farao. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi12 Ipapo Mozisi naAroni vakabva pana Faro, Mozisi akadana kuna Jehovha pamusoro pamatatya aakanga auyisa kuna Faro. See the chapter |