Eksodo 7:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Iwe uchange uchitaurira mukoma wako Aroni zvose zvandinokuudza, iye achitaurirawo Farao, kuti arege vaIsiraeri vabude muIjipiti. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Taura ɀose ɀandinokuraira; Aroni, mukoma wako, ucataura naFarao, kuti atendere ʋana ʋaIsraeri, ʋaɓuɗe munyika yake. See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Taura zvose zvandinokuraira; Aroni, mukoma wako, achataura naFarao, kuti atendere vana vaIsiraeri, vabude munyika yake. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Iwe uchange uchitaurira mukoma wako Aroni zvose zvandinokuudza, iye achitaurirawo Farao, kuti arege vaIsiraeri vabude muIjipiti. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Iwe uchange uchitaurira mukoma wako Aroni zvose zvandinokuudza, iye achitaurirawo Farao, kuti arege vaIsiraeri vabude muIjipiti. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Unofanira kutaura zvinhu zvose zvandinokurayira, uye mukoma wako Aroni anofanira kuudza Faro kuti arege vaIsraeri vabude munyika yake. See the chapter |