Eksodo 7:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Farao aomesa mwoyo ari kuramba kuti vaIsiraeri vaende. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Mŋoyo waFarao mukukutu, haaɗi kutendera ʋanhu kuenda. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Mwoyo waFarao mukukutu, haadi kutendera vanhu kuenda. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Farao aomesa mwoyo ari kuramba kuti vaIsiraeri vaende. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Farao aomesa mwoyo ari kuramba kuti vaIsiraeri vaende. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Mwoyo waFaro mukukutu; haabvumi kuti vanhu vaende. See the chapter |