Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 5:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Remedzai vanhu ava nebasa kuti vaite basa varege kuteerera zvokunyepa izvo.”

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

9 Ʋarume ŋgaʋawedzerwe ɓasa rinorema, ʋaremerwe naro; kuti ʋarege kuraŋgarira mashoko enhema.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

9 Varume ngavawedzerwe basa rinorema, varemerwa naro; kuti varege kurangarira mashoko enhema.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

9 Remedzai vanhu ava nebasa kuti vaite basa varege kuteerera zvokunyepa izvo.”

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

9 Remedzai vanhu ava nebasa kuti vaite basa varege kuteerera zvokunyepa izvo.”

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

9 Itai kuti basa rinyanye kuomera vanhu kuitira kuti varambe vachishanda uye varege kuteerera kunhema.”

See the chapter Copy

Eksodo 5:9

Follow us:

Advertisements

Advertisements