Eksodo 40:23 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Akarongawo chingwa pana Tenzi sokuudzwa kwaakaitwa naTenzi. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)23 Akagadzira ʋo ciŋgwa pamsoro payo pamberi paJehova, seɀakaŋga ɀarairwa Mosesi naJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 200223 Akagadzirawo chingwa pamusoro payo pamberi paJehovha, sezvakanga zvarairwa Mosesi naJehovha. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika23 Akarongawo chingwa pana Tenzi sokuudzwa kwaakaitwa naTenzi. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona23 Akarongawo chingwa pana Tenzi sokuudzwa kwaakaitwa naTenzi. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi23 uye akaisa chingwa pamusoro payo pamberi paJehovha, sokurayirwa kwaakaitwa naJehovha. See the chapter |