Eksodo 40:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mosesi akamisa tendhe rinoera, akaronga zvigadzikiro zvaro, akamisa mapango aro akavezwa, akaisawo mbariro dzaro, akamisa mbiru dzaro. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Mosesi akamisa tabernakeri, akaisa ɀigadziko ɀayo, akamisa mapuraŋga ayo, akaisa mbariro dzayo, nokumisa mbiru dzayo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Mosesi akamisa tabhenakeri, akaisa zvigadziko zvayo, akamisa mapuranga ayo, akaisa mbariro dzayo, nokumisa mbiru dzayo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mosesi akamisa tendhe rinoera, akaronga zvigadzikiro zvaro, akamisa mapango aro akavezwa, akaisawo mbariro dzaro, akamisa mbiru dzaro. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Mosesi akamisa tendhe rinoera, akaronga zvigadzikiro zvaro, akamisa mapango aro akavezwa, akaisawo mbariro dzaro, akamisa mbiru dzaro. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Mozisi akati amisa tabhenakeri, akaisa zvigadziko panzvimbo yazvo, akadzika mapuranga, akapinza mbariro uye akamisa matanda. See the chapter |