Eksodo 4:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mosesi akadzokera kuna vatezvara vake vaJetero ndokusvikoti, “Ndibvumireiwo kudzokera kuIjipiti kundoona hama dzangu kuti vapenyu here.” Jetero akati kuna Mosesi, “Zvakanaka, enda hako.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)18 Ɀino Mosesi wakaenda, akadzokera kunaJetero, mukarabga wake, akati kwaari: Ƌonditenderai henyu kuenda, ndidzokere kuhama dzaŋgu Egipita, ndindoʋona kana ʋaciri ʋapenyu. Jetero akati kunaMosesi: Enda hako norugare. See the chapterShona Bible 1949 revised 200218 Zvino Mosesi akaenda, akadzokera kuna Jeturo, mukarabwe wake, akati kwaari, “Donditenderai henyu kuenda, ndidzokere kuhama dzangu Ijipiti, ndindoona kana vachiri vapenyu.” Jeturo akati kuna Mosesi, “Enda hako norugare.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika18 Mosesi akadzokera kuna vatezvara vake vaJetero ndokusvikoti, “Ndibvumireiwo kudzokera kuIjipiti kundoona hama dzangu kuti vapenyu here.” Jetero akati kuna Mosesi, “Zvakanaka, enda hako.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona18 Mosesi akadzokera kuna vatezvara vake vaJetero ndokusvikoti, “Ndibvumireiwo kudzokera kuIjipiti kundoona hama dzangu kuti vapenyu here.” Jetero akati kuna Mosesi, “Zvakanaka, enda hako.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi18 Ipapo Mozisi akadzokera kuna Jeturo tezvara wake akati kwaari, “Regai ndidzokere kuvanhu vokwangu kuIjipiti kuti ndinoona kana vachiri vapenyu.” Jeturo akati, “Enda hako, ufambe zvakanaka.” See the chapter |