Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 39:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 kwouya ngundu yejira rerineni rakanakaisisa nenguwani dzejira rerineni rakanakisisa kwazvo, namabhurukwa ejira rerineni rakanakisisa,

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

28 neŋgoani yomuceka wakaiȿo‐naka, nedzimŋe ŋgoani dzakanaka dzomuceka wakaiȿo‐naka, namaburuku omuceka wakarukwa wakaiȿo‐naka,

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

28 nenguwani yomucheka wakaisvonaka, nedzimwe nguwani dzakanaka dzomucheka wakaisvonaka, namabhuruku omucheka wakarukwa wakaisvonaka,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

28 kwouya ngundu yejira rerineni rakanakaisisa nenguwani dzejira rerineni rakanakisisa kwazvo, namabhurukwa ejira rerineni rakanakisisa,

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

28 kwouya ngundu yejira rerineni rakanakaisisa nenguwani dzejira rerineni rakanakisisa kwazvo, namabhurukwa ejira rerineni rakanakisisa,

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

28 uye nguwani yomucheka wakaisvonaka, bhanhire romucheka romumusoro uye nenguo dzapasi dzomucheka wakarukwa zvakaisvonaka.

See the chapter Copy

Eksodo 39:28

Follow us:

Advertisements

Advertisements