Eksodo 37:28 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Akaveza mapango omuunga, akaanamirira ndarama. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Akaita ʋo matanda omuakasia, akaafukidza nendarama. See the chapterShona Bible 1949 revised 200228 Akaitawo matanda omuakasia, akaafukidza nendarama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Akaveza mapango omuunga, akaanamirira ndarama. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona28 Akaveza mapango omuunga, akaanamirira ndarama. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Vakagadzira mapango omuti womuunga uye vakaafukidza negoridhe. See the chapter |