Eksodo 36:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Mapango maviri akaamisa asina kubatana nechepasi pawo, asi kumusoro akaabatanidza necheparingi rokutanga, ndozvaakaaita ose ari maviri maviri pamakona iwayo maviri. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)29 Akaŋga akaita maʋiri necenyasi; saiɀoɀo ɀe akaŋga akaita maʋiri akaɓatanidzwa kuȿikira kumsoro kucindori cokutaŋga; saiɀoɀo akaaitira ose maʋiri pamakona maʋiri. See the chapterShona Bible 1949 revised 200229 Akanga akaita maviri nechenyasi; saizvozvozve akanga akaita maviri akabatanidzwa kusvikira kumusoro kuchindori chokutanga; saizvozvo akaaitira ose maviri pamakona maviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika29 Mapango maviri akaamisa asina kubatana nechepasi pawo, asi kumusoro akaabatanidza necheparingi rokutanga, ndozvaakaaita ose ari maviri maviri pamakona iwayo maviri. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona29 Mapango maviri akaamisa asina kubatana nechepasi pawo, asi kumusoro akaabatanidza necheparingi rokutanga, ndozvaakaaita ose ari maviri maviri pamakona iwayo maviri. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi29 Pamakona maviri aya mapuranga aiva maviri kubva pasi kusvikira kumusoro uye akaiswa mumhete imwe chete; ose akanga akagadzirwa zvakafanana. See the chapter |