Eksodo 36:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Mosesi akadaidza Bhezarieri naOhoriabhu nenyanzvi dzose dzakanga dzapiwa njere naTenzi dzaivawo nechido chokubatsira pabasa, kuti vazoita basa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ɀino Mosesi akaɗana Bezareri naOhoriabi, naʋarume ʋose ʋaiʋa nemŋoyo yakaŋgwara, ʋakapiwa kucenjera mumŋoyo yaʋo naJehova, ʋose ʋakaŋga ʋamutswa nemŋoyo yaʋo, kuti ʋaʋuye kuzoɓate‐ɓasa; See the chapterShona Bible 1949 revised 20022 Zvino Mosesi akadana Bhezareri naOhoriabhu, navarume vose vaiva nemwoyo yakangwara, vakapiwa kuchenjera mumwoyo yavo naJehovha, vose vakanga vamutswa nemwoyo yavo, kuti vauye kuzobata basa; See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 Mosesi akadaidza Bhezarieri naOhoriabhu nenyanzvi dzose dzakanga dzapiwa njere naTenzi dzaivawo nechido chokubatsira pabasa, kuti vazoita basa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona2 Mosesi akadaidza Bhezarieri naOhoriabhu nenyanzvi dzose dzakanga dzapiwa njere naTenzi dzaivawo nechido chokubatsira pabasa, kuti vazoita basa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 Ipapo Mozisi akadana Bhezareri naOhoriabhu uye nomunhu wose wounyanzvi uyo akapiwa kugona naJehovha uye akanga achida hake kuuya kuzoshanda basa. See the chapter |