Online Bible

- Advertisements -

Eksodo 36:18 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Akagadzira zvikochekero makumi mashanu zvomundarira zvokubatanidza nazvo machira maviri iwayo pamwechete kuita zijira rimwechete.

See the chapter Copy

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

18 Akaita ʋo ɀikorekedzo ɀinamakumi mashanu ɀendarira ɀokuɓatanidza tente, kuti ciʋe cinhu cimŋe cete.

See the chapter Copy

Shona Bible 1949 revised 2002

18 Akaitawo zvikorekedzo zvina makumi mashanu zvendarira zvokubatanidza tende, kuti chive chinhu chimwe chete.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

18 Akagadzira zvikochekero makumi mashanu zvomundarira zvokubatanidza nazvo machira maviri iwayo pamwechete kuita zijira rimwechete.

See the chapter Copy

Bhaibhiri Idzva rechiShona

18 Akagadzira zvikochekero makumi mashanu zvomundarira zvokubatanidza nazvo machira maviri iwayo pamwechete kuita zijira rimwechete.

See the chapter Copy

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

18 Vakaita zvikorekedzo zvendarira makumi mashanu kuti zvisunganidze tende pamwe chete zvive sechinhu chimwe chete.

See the chapter Copy

Eksodo 36:18

Follow us:

Advertisements

Advertisements