Eksodo 36:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Pamachira iwayo, akasonanidza mashanu pawo oga, akasonanidzawo mamwe acho mashanu ari pawo oga. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Akaɓatanidza macira mashanu pamŋe cete, namamŋe macira akaaɓatanidza pamŋe cete ɀe. See the chapterShona Bible 1949 revised 200210 Akabatanidza machira mashanu pamwechete, namamwe machira akaabatanidza pamwechetezve. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 Pamachira iwayo, akasonanidza mashanu pawo oga, akasonanidzawo mamwe acho mashanu ari pawo oga. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona10 Pamachira iwayo, akasonanidza mashanu pawo oga, akasonanidzawo mamwe acho mashanu ari pawo oga. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 Vakabatanidza zvimwe zvidzitiro zvishanu pamwe chete uye vakaita zvimwe chetezvo pane zvimwe zvishanu. See the chapter |