Eksodo 36:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 “Bhezarieri naOhoriabhu vanofanira kushanda navose vakapiwa naTenzi ruzivo noungwaru hwokuita mabasa ose okuvaka Nzvimbo Inoera, sezvakanzi naTenzi zviitwe.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Bezareri naOhoriabi ʋanofanira kuɓate‐ɓasa pamŋe cete naʋarume ʋose ʋanemŋoyo yakaŋgwara, ʋakapiwa naJehova kucenjera nokunzwisisa kuti ʋaziʋe kuɓata maɓasa ose okushuma panɀimbo tȿene, ɀose ɀakarairwa naJehova. See the chapterShona Bible 1949 revised 20021 “Zvino Bhezareri naOhoriabhu vanofanira kubata basa pamwechete navarume vose vane mwoyo yakangwara, vakapiwa naJehovha kuchenjera nokunzwisisa kuti vazive kubata mabasa ose okushuma panzvimbo tsvene, zvose zvakarairwa naJehovha.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 “Bhezarieri naOhoriabhu vanofanira kushanda navose vakapiwa naTenzi ruzivo noungwaru hwokuita mabasa ose okuvaka Nzvimbo Inoera, sezvakanzi naTenzi zviitwe.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona1 “Bhezarieri naOhoriabhu vanofanira kushanda navose vakapiwa naTenzi ruzivo noungwaru hwokuita mabasa ose okuvaka Nzvimbo Inoera, sezvakanzi naTenzi zviitwe.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 “Saka Bhezareri, Ohoriabhu uye nomunhu wose wounyanzvi apiwa unyanzvi naJehovha uye kugona kuziva maitirwo ebasa rokuvaka imba tsvene ngavaite basa sezvakarayirwa naJehovha.” See the chapter |