Eksodo 34:27 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Tenzi akaudza Mosesi kuti, “Nyora mashoko aya andareva nokuti ndiwo hwaro hwechitenderano chandakaita newe neIsiraeri.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)27 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Nyora mashoko iwaya, nokuti ndaita suŋgano newe naʋaIsraeri seɀinoreʋa mashoko iwaya. See the chapterShona Bible 1949 revised 200227 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Nyora mashoko iwaya, nokuti ndaita sungano newe navaIsiraeri sezvinoreva mashoko iwaya.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika27 Tenzi akaudza Mosesi kuti, “Nyora mashoko aya andareva nokuti ndiwo hwaro hwechitenderano chandakaita newe neIsiraeri.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona27 Tenzi akaudza Mosesi kuti, “Nyora mashoko aya andareva nokuti ndiwo hwaro hwechitenderano chandakaita newe neIsiraeri.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi27 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Nyora mashoko aya, nokuti maererano namashoko aya ndaita sungano newe uye neIsraeri.” See the chapter |