Eksodo 33:14 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mwari akapindura achiti, “Ndichaenda ndichiratidza kuti ndinemi, ndigokupai rugare.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)14 Jehoʋa akati: Ini ndimene ndicaenda newe, ndikupe zororo. See the chapterShona Bible 1949 revised 200214 Jehovha akati, “Ini ndimene ndichaenda newe, ndikupe zororo.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika14 Mwari akapindura achiti, “Ndichaenda ndichiratidza kuti ndinemi, ndigokupai rugare.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona14 Mwari akapindura achiti, “Ndichaenda ndichiratidza kuti ndinemi, ndigokupai rugare.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi14 Jehovha akapindura akati, “Kuvapo kwangu kuchaenda newe, uye ndichakupa zororo.” See the chapter |