Eksodo 32:35 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Tenzi akazorova vaIsiraeri neshamhu yedenda nokuti vakanga vaumba chimhuru chavakagadzirirwa naAroni. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)35 Jehova akaroʋa ʋanhu, nokuti ʋakaŋga ʋaita mhuru yakaitwa naAroni. See the chapterShona Bible 1949 revised 200235 Jehovha akarova vanhu, nokuti vakanga vaita mhuru yakaitwa naAroni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika35 Tenzi akazorova vaIsiraeri neshamhu yedenda nokuti vakanga vaumba chimhuru chavakagadzirirwa naAroni. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona35 Tenzi akazorova vaIsiraeri neshamhu yedenda nokuti vakanga vaumba chimhuru chavakagadzirirwa naAroni. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi35 Uye Jehovha akarova vanhu nedenda nokuda kwezvavakaita nemhuru yakaitwa naAroni. See the chapter |