Eksodo 32:16 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mwari ndiye akanga agadzira mafendefa iwayo, ndiye pachake akanyora mitemo paari. Mazwi acho akanga akaita zvokutemerwa pabwe. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Mahwendefa iwayo rakaŋga riri ɓasa raMŋari, norunyoro rwakaŋga ruri runyoro rwaMŋari, rwakaŋga rwakatemŋa pamahwendefa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200216 Mahwendefa iwayo rakanga riri basa raMwari, norunyoro rwakanga ruri runyoro rwaMwari, rwakanga rwakatemwa pamahwendefa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Mwari ndiye akanga agadzira mafendefa iwayo, ndiye pachake akanyora mitemo paari. Mazwi acho akanga akaita zvokutemerwa pabwe. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona16 Mwari ndiye akanga agadzira mafendefa iwayo, ndiye pachake akanyora mitemo paari. Mazwi acho akanga akaita zvokutemerwa pabwe. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Mahwendefa aya rakanga riri basa raMwari; runyoro rwakanga rwuri runyoro rwaMwari, rwakatemwa pamahwendefa. See the chapter |