Eksodo 28:39 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 “Unofanira kugadzira jira rerineni rakanakisisa rina mavara mavara, usone hembe nengundu nomundya womuchiuno wakarukirwa uchishongedzwa. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)39 Unofanira kuita ʋo ŋguʋo yakarukwa yomuceka wakaiȿo‐naka, ʋuye uite ŋgoani yomuceka wakaiȿo‐naka, ʋuye uite ʋo banhire, riʋe ɓasa romusoni unogona. See the chapterShona Bible 1949 revised 200239 “Unofanira kuitawo nguo yakarukwa yomucheka wakaisvonaka, uye uite nguwani yomucheka wakaisvonaka, uye uitewo bhanhire, rive basa romusoni anogona. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika39 “Unofanira kugadzira jira rerineni rakanakisisa rina mavara mavara, usone hembe nengundu nomundya womuchiuno wakarukirwa uchishongedzwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona39 “Unofanira kugadzira jira rerineni rakanakisisa rina mavara mavara, usone hembe nengundu nomundya womuchiuno wakarukirwa uchishongedzwa. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi39 “Uruke jasi romucheka wakaisvonaka ugoita nguwani yomucheka wakaisvonaka. Ndaza inofanira kuva basa romuruki. See the chapter |