Eksodo 24:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mosesi akandoudza vaIsiraeri zvose zvakarehwa naTenzi nemirao yose. Vanhu vose vakapindura pamwechete vachiti, “Tichaita zvose zvataurwa naTenzi.” See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ɀino Mosesi akaʋuya akaʋudza ʋanhu mashoko ose aJehova, neɀaakaŋga atema ɀose, ʋanhu ʋakapindura nenzwi rimŋe, ʋakati: Mashoko ose akarebga naJehova ticaaita. See the chapterShona Bible 1949 revised 20023 Zvino Mosesi akauya akaudza vanhu mashoko ose aJehovha, nezvaakanga atema zvose, vanhu vakapindura nezwi rimwe vakati, “Mashoko ose akarehwa naJehovha tichaaita.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mosesi akandoudza vaIsiraeri zvose zvakarehwa naTenzi nemirao yose. Vanhu vose vakapindura pamwechete vachiti, “Tichaita zvose zvataurwa naTenzi.” See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mosesi akandoudza vaIsiraeri zvose zvakarehwa naTenzi nemirao yose. Vanhu vose vakapindura pamwechete vachiti, “Tichaita zvose zvataurwa naTenzi.” See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Mozisi akati aenda kundoudza vanhu mashoko ose nemirayiro yose yaJehovha, ivo vakati nenzwi rimwe chete, “Tichaita zvinhu zvose zvakarehwa naJehovha.” See the chapter |