Eksodo 24:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi haana kuparadza vakuru vakuru vevaIsiraeri ivavo. Vakaona Mwari, kudya vakadya, kunwa vakatonwawo zvavo. See the chapterBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Asi haana‐kutambanudzira ruʋoko rwake kuʋakuru iʋaʋo ʋaʋana ʋaIsraeri; ʋakaʋona Mŋari, ʋakadya, ʋakanwa. See the chapterShona Bible 1949 revised 200211 Asi haana kutambanudzira ruoko rwake kuvakuru ivavo vavana vaIsiraeri; vakaona Mwari, vakadya, vakanwa. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Asi haana kuparadza vakuru vakuru vevaIsiraeri ivavo. Vakaona Mwari, kudya vakadya, kunwa vakatonwawo zvavo. See the chapterBhaibhiri Idzva rechiShona11 Asi haana kuparadza vakuru vakuru vevaIsiraeri ivavo. Vakaona Mwari, kudya vakadya, kunwa vakatonwawo zvavo. See the chapterBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Asi Mwari haana kusimudza ruoko rwake pamusoro pavatungamiri vavaIsraeri ava; vakaona Mwari, uye vakadya vakanwa. See the chapter |